Duramazwi
Zvinoreva
Kutemura.
Kukatsa munhu kumurova nezvibhakera.
1
Kutemura.
Kukatsa kudya zvakawanda, uchiita zvokukurumidza nokuda kokukara.
Hatsakatsa munhu kana mhuka yakasimba uye inorema chaizvo.
Kuzvakatsa kurova munhu neshamhu zvakasimba.
2

3

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03katsekera
Katsekera izita rinodaidzwa naro mukurumukuru anotonga minisiparati yedhorobha.
VerengaSwipe for the next word