KwaunobvaDuramazwiKkatoni

Duramazwi · zita

katoni

carton

Zvinoreva

Katoni ipurasitiki kana kadhibhokisi guru rinoiswa zvinhu zvekutengesa.

1

Katoni ipurasitiki kana kadhibhokisi guru rinoiswa zvinhu zvekutengesa.

Katoni ipurasitiki kana kadhibhokisi guru rinoiswa zvinhu zvekutengesa.

Chishekisheki chigadzirwa chebepa chinoumbwa sechikatoni, chakasimba chaizvo, chinodirwa doro rekutengesa.

2

Kana munhu apihwa katoni yezvimwe zvinhu, anenge agashidzwa zvigadzirwa zvinozadza purasitiki kana kadhibhokisi rinosheedzwa nezita rimwe chetero. _Pandakapedza basa randainge ndanzi ndiite, ndakapihwa katoni yemachisi._

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word