KwaunobvaDuramazwiKkataza

Duramazwi · zita

kataza

-shungurudza

Zvinoreva

Kataza kakwenzi kadiki, kasinganyanyokuri, kane mudzi unoshandiswa kurapa mudumbu.

Kukataza munhu kumutambudza, kana kuramba uchingoita zvaasingadi kana kuti zvinomusvota.

1

2

Zvakafanana

-shungurudza

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

katisa

Kukatisa kudya kwemunhu ane makaro.

Verenga

Swipe for the next word