Duramazwi
katara
-kendenga-bhara-samara
Duramazwi
Kukatara kunetsekana mupfungwa nezvimwe zvinhu. Unofunga kuti _ndingaswerokatara pamusoro pezvinhu zvisina basa zvadaro here?_
Kukatara kunetsekana mupfungwa nezvimwe zvinhu. Unofunga kuti _ndingaswerokatara pamusoro pezvinhu zvisina basa zvadaro here?_
Kutara kupa nguva inofanira kana isingafaniri kuitwa nayo zvimwe zvinhu. Nguva yatakatara yokudya inofanira kuchengetwa.
Arawuru mutambo unowanzotambwa nevana, mazuva emvura pasi pari panyoro, wavanenge vachikava kadombo mumabhokisi avanenge vakatara pasi.
-kendenga · -bhara · -samara
Duramazwi
01 / 03katarogu
catalogue
VerengaSwipe for the next word