Duramazwi
Zvinoreva
Kubvisa nhumbi kana kusunungura zvakamonerana.
Kubvisa nhumbi kana kusunungura zvakamonerana.
Kukatanura kubvisa chinhu chakayanikwa kana chakapaikira pawaya kana pa-minzwa.
Kuti pokonyo kukatanura ruoko rwako nechisimba kuti anga akakubata akuregedze.
Kukatanura nhumbi dziri pamuviri ku-dzibvisa, iwe wosara usina chawa-kapfeka.
Kukatanura nhumbi dziri pamuviri ku-dzibvisa, iwe wosara usina chawa-kapfeka.
Kukatanura kubvisa chinhu chakayanikwa kana chakapaikira pawaya kana pa-minzwa.
Kukatanura kusunungura shinda, tambo, cheni kana chimwe wo chinenge chakasungana-sungana.
Kukatanura kuita kuti vanhu vanenge vakabatana, zvikuru paku-rwa, vainde kure nakure.
Zvakafanana
-kumura
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03katapira
Katapira rudzi rwetarakita hombe hombe, inoshandiswa kuchera migwagwa kana panenge pachida kuvakwa.
VerengaSwipe for the next word