Duramazwi
-pukunyura
Zvinoreva
Kupakanura kubvisa chinhu chinenge chakambandidzirwa pakati pezvimwe zvinhu zviviri.
1
Kupakanura kubvisa chinhu chinenge chakambandidzirwa pakati pezvimwe zvinhu zviviri.
Vanoda kambuswa kokupakanura tunyama twasarira pakati pamazino.
Kupakanura kubvisa chinhu chinenge chakambandidzirwa pakati pezvimwe zvinhu zviviri.
2
Kana uchipakanura vanhu unenge uchimanikidzira kupinda nepakati pavo, kuti varege kuramba vachirwa.
3
Kana ukazvipakanura unenge wakwanisa kuzvibvisa pamunhu anenge akakubata zvine chisimba.
Zvakafanana
-pukunyura
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pakanya pakanya
Kuti pakanya pakanya kufamba kwezvinhu zvakaita sehonye dzakawanda dzinenge dziri panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word