Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhizungura kuzunza kwakasimba kwemunhu anenge achida kupokonora paakabatwa. Mbavha yakavhizungura ikakwanisa kutiza.
1

Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhizura
Kana mhuka yakaita sedhongi yakuvhizura kubva pamusana payo inenge yakukandira pasi zvine simba.
VerengaSwipe for the next word