Duramazwi
vhiza
visa
Duramazwi
visa
Kana imbwa yaona tenzi wayo ichivhiza muswe inenge uchiutambisa-tambisa.
Vhiza chidhindo kana chitambi chinoiswa papasipoti yomunhu semvumo yokuti agone kupinda kana kubuda mune imwe nyika zviri pamutemo.

-tsvikidza
Duramazwi
01 / 03vhizu
Kuti vhizu kukava zvakasimba kunoita munhu kana mhuka.
VerengaSwipe for the next word