Duramazwi
Zvinoreva
Kutsvikidza kutambisa muswe kunoita imbwa.
1
Kutsvikidza kutambisa muswe kunoita imbwa.
Kana munhu achinzvandaira anenge achifamba achitsvikidza chiuno, uye achiratidza kuti anovimba nezvaari.
Kunzvendaira kufamba uchizvida, uchitsvikidza chiuno.
Kutsvikidza kutambisa muswe kunoita imbwa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvikinyidza
Kutsvikinyidza kuedza kukwana kana kupinda nepasina nzvimbo uchishandisa chisimba.
VerengaSwipe for the next word