Duramazwi · zita
tsvigiri
sugar
Duramazwi · zita
sugar
Tsvigiri kudya kunotapira kunogadzirwa nemuto wenzimbe, kunoiswa mutii kana zvimwewo zvokudya.
Tsvigiri kudya kunotapira kunogadzirwa nemuto wenzimbe, kunoiswa mutii kana zvimwewo zvokudya.
Dhonanzi kudya kunobikwa nefurau, kunoiswa ruomba rune tsvigiri pakati.
Kuti memete kuunganira kunoita nyuchi kana masvosve pane chekudya kana pamudziyo une tsvigiri.
Tsvigiri kudya kunotapira kunogadzirwa nemuto wenzimbe, kunoiswa mutii kana zvimwewo zvokudya.
Duramazwi
01 / 03tsviki tsviki
Kuti tsviki tsviki ruzha runoitwa nevhiri rinochekera, kana kuti neshangu itsva kana ikatsika panotsvedzerera.
VerengaSwipe for the next word