Duramazwi · zita
shuga
glucose · sugar · sweetener
tsvigirichokera
Duramazwi · zita
glucose · sugar · sweetener
Shuga kudya kunotapira kunobva munzimbe, kunoiswa mutii, makeke nemuzvimweo zvokudya.
Shuga kudya kunotapira kunobva munzimbe, kunoiswa mutii, makeke nemuzvimweo zvokudya.
Kana uchibika keke shuga nefurawa ndemamwe emainigiridhiendi anoshandiswa.
Ndamusvikira achiba shuga mumba umo.
Sanganisa shuga nemasamba mukapu.
tsvigiri · chokera
Duramazwi
01 / 03shuka
Kunyevenutsa ganda remhuka kuitira kuti rive pfava kuitira mbatya kana mabhegi.
VerengaSwipe for the next word