KwaunobvaDuramazwiSshuku

Duramazwi · zita

shuku

Zvinoreva

Shuku muchero unoberekwa nomuti unosimwa pamusha, une ganda rakapfava uye mhodzi huru dzakaomarara mukati.

Shuku inhamo yokushaya zvokupfeka.

Kuti shuku kuzadza mudziyo wakakura chaizvo nezvinhu.

1

Hembe yakatindivara payakaindwa nemuto wamashuku.

2

Zadzadama.

3

4

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shukutika

Kushukutika kupfuta kunoita moto pasina rimi.

Verenga

Swipe for the next word