Duramazwi · zita
Zvinoreva
Shudhu inzvimbo inodzidzirwa kunyatsopfura nepfuti.
(manje) Kana zvinhu zvafamba shudhu zvinenge zvaita sezvanga zvichitarisirwa.
1

Mabhiza angu andakabheja akabva andobuda shudhu.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shuga
glucose
VerengaSwipe for the next word