Duramazwi
Zvinoreva
pasi dzakagadzirirwa kutambisa bhora nadzo.
Chipfeko chakakwana chemaoko nemakumbo chegotsi (suit).
1

2
Kuti shutu kunyarara munhu akatsamwa, zvokuti anenge asingadi zvokutaudza. Murume akanonoka kusvika pamba, ndokuwana mudzimai akangoti shutu.
Kuti shutu kuzara kwezviwemo, mungava musaga kana pamwewo.
3

4
Chipfeko chakakwana chemaoko nemakumbo chegotsi (suit).
Kuti shutu kuzara kwezviwemo, mungava musaga kana pamwewo.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shuva
Kushuva kufunga umwe munhu. Ndoshuva sekuru vangu vari Matengenytika.
VerengaSwipe for the next word