KwaunobvaDuramazwiSsutu

Duramazwi · zita

sutu

suit

Zvinoreva

Sutu imbatya dzine bhachi nebhurukwa zvakafanana, kuvanhukadziwo riri bhachi nesiketi zvakafanana kana kuti zvinoenderana.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word