KwaunobvaDuramazwiNnakira

Duramazwi

nakira

-ipira

Zvinoreva

Kana chinhu chakunakira chinenge chichikufadza.

1

Kana chinhu chakunakira chinenge chichikufadza.

Aiva namazino akaenzana, machena, akati chechetere zvichibva zvangonakira mukanwa make.

Haumiri munzira dzangu zvikakunakira Mai Sipho trust me.

Painge pasina chakanakira chimwe kuenda kana kusaenda nekuti kugara kwavo pamba apo kwainetsa nababa vacho.

Zvakasiyana

-ipira

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

naku

Kuti naku kushandisa chimuti kana chimwe chinhu, kubvisa chimwewo chinhu pachinenge chiri, nekukasika.

Verenga

Swipe for the next word