Duramazwi
fadza
appease · broaden · charming · delightful · entertain · exciting · fascinating · glamorous · impressive · interesting · pleasing · excite
Duramazwi
appease · broaden · charming · delightful · entertain · exciting · fascinating · glamorous · impressive · interesting · pleasing · excite
Kupa kana kuunza rudekaro.
Kupa kana kuunza rudekaro.
Zvisinei hazvo kutongonzi baby ikoko kwakandifadza zvisingaite.
Tendai: (Achiuchira akapfugama): Mangwana chaiye ndinoswera ndakufadza mudiwa.
Kare vanhu vaizoita basa iri vachiimba nekunemerana izvo zvaifadza ruzhinji rwavanhu.
Kana uchifadza mumwe munhu unenge uchimuitira zvaanoda kana kuti zvinomunakidza.
Kana chinhu chichikufadza chinenge chichiita kuti unzwe mweya wako kugutsikana zvokutoda kupembera.
Kana munhu achifadza nyama kana muviri anenge achiita zvinhu zvinoda mwoyo wake, zvinomunakidza.
Kufadza chipfeko kana chimwe chinhu kuchiwedzera upamhi kuti chikure. Ndakazopa tera kuti arifadze zvishoma muchiuno nokuti bhurugwe racho rainyanya kubata.
-dakadza
-gumbura
Duramazwi
01 / 03fafa
Kuti fafa kumwaya mushonga wakaita mvura mvura uchishandisa mudziyo wekufafaidzisa. Ta kati fafa mushonga unouraya tumbuyu mumuriwo, tumbuyu twose ndokupera.
VerengaSwipe for the next word