KwaunobvaDuramazwiFfafa

Zvinoreva

Kuti fafa kumwaya mushonga wakaita mvura mvura uchishandisa mudziyo wekufafaidzisa. Ta kati fafa mushonga unouraya tumbuyu mumuriwo, tumbuyu twose ndokupera.

1

Taira rinoiswa pauriri hwemba rinofanira kunge rakanyatsoti pafafa kuti uriri hutaridzike.

Taira chigadzirwa chidiki chakati pafafa chinoshandiswa kufukidza uriri, madziro kana denga remba.

Kukwadasa kurova munhu chaizvo, kazhinji uchishandisa mbama kana kuti chimwewo chinhu chakati pafafa.

2

Zvine chekuita

mafafa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fafaidza

Kudira uchiita zvokumwaya.

Verenga

Swipe for the next word