Duramazwi
Zvinoreva
Kudira uchiita zvokumwaya.
Kudira uchiita zvokumwaya.
Kana uchiwatsa mvura unenge uchiiburitsa yakawanda, uchiita zvokudira kana kufafaidza.
Kufafaidza shandisa paipi kana pombi, uchiita zvokumwaya mvura panzvimbo pauri kuda kudiridza.
Kana uchifafaidza pendi unenge uchiimwaya ichibva muchigaba ichindotsvetera panzvimbo paunoda kusiya ruvara rwayo.
Kufafaidza shandisa paipi kana pombi, uchiita zvokumwaya mvura panzvimbo pauri kuda kudiridza.
Kana uchifafaidza mushonga, unenge uchiumwaya kubva muchigaba panzvimbo paunenge uchida kuuraya tupukanana twakaita senhunzi, mapete noumhutu.
Kana uchifafaidza pendi unenge uchiimwaya ichibva muchigaba ichindotsvetera panzvimbo paunoda kusiya ruvara rwayo.
Zvakafanana
-faidzira
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fafaika
Kufafaika kunaya kana kudonha kwemvura ichiita zvishoma zvishoma.
VerengaSwipe for the next word