KwaunobvaDuramazwiMmwadza

Duramazwi

mwadza

-miza-kusha-minza

Zvinoreva

Kumwadza kumwaya mbeu kana mvura uchikandidzira.

1

Kumwadza kumwaya mbeu kana mvura uchikandidzira.

Kupfundumwadza kufutisa matama munhu wakavhara muromo, nokuda kwekuti wakashatirwa.

Kumwadza kumwaya mbeu kana mvura uchikandidzira.

Zvakafanana

-miza · -kusha · -minza

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwaiyako

Kana mumwe munhu ari mwaiyako anenge ari shamwari yako.

Verenga

Swipe for the next word