KwaunobvaDuramazwiMmwaka

Duramazwi · zita

mwaka

season

Zvinoreva

Mwaka inguva yegore yakasiyana-siyana, sekuti zhizha, masutso nechirimo.

1

Mwaka inguva yegore yakasiyana-siyana, sekuti zhizha, masutso nechirimo.

Ndaidai ndakakuudza kuti misodzi yedenga yainge yakataramuka mwaka uno.

Mwaka wadarika uyo ndaiveza mipinyu yemapadza.

Mwaka wakatevera, hama dzaKapondoro dzakatadza kuwana zvekudya, mvura yakapera, vana vavo vakarwara.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwakata

Kana chinhu chikati mwakata chinenge chatsemuka zvinyoronyoro kuita zvidimbu zvidiki zvakawanda.

Verenga

Swipe for the next word