KwaunobvaDuramazwiKkaringa

Duramazwi

karinga

Zvinoreva

Kana uchikaringa nyama unenge uchinyatsoikanga kuti itsvukirire uye uchiwedzerera tumwe turungiso kuti inhuhwirire.

1

Kana uchikaringa nyama unenge uchinyatsoikanga kuti itsvukirire uye uchiwedzerera tumwe turungiso kuti inhuhwirire.

Chisi chako hachibatsiri, unodya wakaringa kumusuwo.

Mazwi: wakaringa kama yokuronzera nzira mombe Mhinduro: Mombe yokuronzera kama wakaringa nzira.

Kana uchikaringa nyama unenge uchinyatsoikanga kuti itsvukirire uye uchiwedzerera tumwe turungiso kuti inhuhwirire.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

karira

Karira izita iro munhu anozvipa paanorondedzera nyaya yakaitika iye ari mairiwo, achida zvake kuzvininipisa. Ini ndakangoti, _"karirawe nyarara"_, ndobva ndatoti zii hangu kuti nyaya ipere.

Verenga

Swipe for the next word