Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tariro yeruzivo mumatambudziko.
1
Tariro yeruzivo mumatambudziko.
Rukariro kuvimba kwaunoita kuti chimwe chinhu chinofadza chichabudirira.
Rukariro chikonzero chinoita kuti uve nechivimbo nomumwe munhu, kana kuti nechimwe chinhu.
Kuvimba kuva nekariro yekuti zvinhu zvichaita zvakanaka.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03karo-
Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza zvinhu zvingangogona kuitika kana kuti uwandu hungangoda kusvika zvinhu. N'ombe dzake dzinokarosvika zana chairo. Mai vachakarosvika mangwana.
VerengaSwipe for the next word