Duramazwi · zita
Zvinoreva
Karira izita iro munhu anozvipa paanorondedzera nyaya yakaitika iye ari mairiwo, achida zvake kuzvininipisa. Ini ndakangoti, _"karirawe nyarara"_, ndobva ndatoti zii hangu kuti nyaya ipere.
Kukarira kumirira wakatarisira chimwe chinhu chaunenge uchida kana kuti chinenge chichifanira kuitika. Ndinokarira kuti achauya mangwana.
Kukarira kurambidza munhu chimwe chinhu, uchitoita zvechisimba.

Pave pakati peusiki bhera remota rakarira zvisingaite panaTanaka.
Vati gare gare phone yaVamhofu yakarira.
Pakarira foni pakati pousiku baba vakangotanga nokuti, _"Kwakanaka?"_.

Pakarira pfuti yehondo takatama musha *chimwii-mwii* chaicho.
Kukarira kudaidzira kwaunoita uchichaira mombe kana kuti uchidzora imbwa kuti isaruma vanhu.
Zvine chekuita
-fata
Zvakafanana
-kanyudza
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kariri
Kariri usavi hunobikwa nembatata dzinoitwa zvokupwanywa kana dzaibva, dzoita sebota gobvu.
VerengaSwipe for the next word