KwaunobvaDuramazwiTtarisira

Duramazwi · chiito

tarisira

anticipate · hopeful · intend · expect

-karira

Zvinoreva

Kutarisira chinhu kuchimirira muine chivimbo chokuti chichaitika kana kuti chichauya.

1

Kutarisira chinhu kuchimirira muine chivimbo chokuti chichaitika kana kuti chichauya.

Angaasina kuzvitarisira ndokusaka akashevedzera neizwi riri padenga rine kushamisika.

Havaimbotarisira kuti achavadaro nebusy yavakapinda naye mukukura kwake.

Tete vakatura mafemo hazvisi zvavaitarisira kunzwa pavakanzwa MaiMhofu vachitaura zvekurwadziswa.

Zvakafanana

-karira

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word