KwaunobvaDuramazwiTtarisa

Duramazwi · chiito

tarisa

manage · supervise · watch · look; watch

-ningira-ringira

Zvinoreva

Kutarisa kuisa meso ako pane chimwe chinhu, kuita kuti uchione.

1

Kutarisa kuisa meso ako pane chimwe chinhu, kuita kuti uchione.

Aiva tarisa asi ivo vaisada kana zvachose kumutarisa.

Hona kusvinyangwa-svinyangwa kwevhu rechuru Tarisa kutsvenengerwa kwacho nomuvuvo!

Tarisa Mhinduro dzinotarisirwadziri pazasi dzatinotarisira kuti wanyora.

2

Kana uchitarisa chinhu unenge uchichitsvaga pachiri kana kuti pachakaiswa.

3

Kunangisa.

Zvakafanana

-ningira · -ringira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tarisana

Kana vanhu vachinzi vakatarisana vanenge vakanangidzana usu hwavo.

Verenga

Swipe for the next word