Duramazwi · zita
tariro
hopelessly · optimist · optimistically · pessimistic · hope
Duramazwi · zita
hopelessly · optimist · optimistically · pessimistic · hope
Tariro chivimbo chokuwana zvine zvimwe zvinhu, kazhinji zvinofadza.
Tariro chivimbo chokuwana zvine zvimwe zvinhu, kazhinji zvinofadza.
Vakafara zvikuru kwave kutenda murume wavo nekuvarangarira zvakadai nekuti ivo vainge vasisina Tariro.
Handichada kupedzwa simba nekuti handichina tariro nevimbiso dzako.
Vafundisi vanotora mukana uyu kuvhura bhaibheri vachiparidza nezvekufa, tariro, kutenda uye kumuka kwevakafa.
Duramazwi
01 / 03tarisa
manage
VerengaSwipe for the next word