Duramazwi
tarira
roving · behold
Duramazwi
roving · behold
Kutarisa-tarisa nenzira yekungwarira kuitira kuona.
Kutarisa-tarisa nenzira yekungwarira kuitira kuona.
Tarira uone, kunze kwave kuda kuedza.
Tambaoga akanga akatarira kuti zvimwe munin'ina wake, Tapiwa, achauyawo padare asi haana kuuya.
Akatenga mazai mana, akaadya ese ari mambishi takamutarira kudai.
Duramazwi
01 / 03taririra
Kutaririra kuchengeta vanhu kuti vasawana zvinovakangisa kubva kumweya yakaipa.
VerengaSwipe for the next word