KwaunobvaDuramazwiRringa

Duramazwi

ringa

ringisa-dinga

Zvinoreva

Kuringa kutarisa uchiona chimwe chinhu.

1

Kuringa kutarisa uchiona chimwe chinhu.

Hembe dzavo dzakiirwa panze apo imba iyi yainge isina window ringa risina mabuglars.

Meso angu aingoringa ringa achitsvaga sahwira wangu but handina kumuona.

Kuringa-ringa kutarisa mativi akasiyana uchitya, kana uchitsvaka chimwe chinhu.

2

Kuringa kutarisa kana kutsvaga zvaunoda.

3

Kana munhu achizviringa anenge achizvitarisa mugirazi kuti aone kuti akatsvinda here.

Zvakafanana

ringisa · -dinga

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ringa-ringa

Kana munhu achi-ringa-ringa anenge achifamba achitarisa-tarisa kumativi ose.

Verenga

Swipe for the next word