KwaunobvaDuramazwiRringa-ringa

Duramazwi

ringa-ringa

Zvinoreva

Kana munhu achi-ringa-ringa anenge achifamba achitarisa-tarisa kumativi ose.

Kuringa-ringa kutarisa mativi akasiyana uchitya, kana uchitsvaka chimwe chinhu.

1

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ringameso

Ringameso musikana akanaka pachiso chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word