Duramazwi02 / 03ringanisaKana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu, vose vachiwana zvakaenzana.Verenga→
Duramazwi03 / 03ringazuvaRingazuva chirimwa chinoita ruva rinotevera kufamba kwezuva, uye chinoita mhonzi dzinogadzirisa mafuta.Verenga→