KwaunobvaDuramazwiRringana

Duramazwi

ringana

-kwana

Zvinoreva

Kunyatsokwanirana.

1

Kunyatsokwanirana.

Kana mvura inonaya yaringana, inenge yanaya ichinyatsokwana kuzvirimwa zvose.

Kutsenga kudya muriwo wakawanda kupinda sadza rinofanira kuringana nawo.

Kana kudya kwaringana, vanhu vanenge vaguta asi pasina chavasilya.

2

Kana kudya kwaringana, vanhu vanenge vaguta asi pasina chavasilya.

3

Kana mvura inonaya yaringana, inenge yanaya ichinyatsokwana kuzvirimwa zvose.

Zvakafanana

-kwana

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ringanisa

Kana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu, vose vachiwana zvakaenzana.

Verenga

Swipe for the next word