KwaunobvaDuramazwiKkwana

Duramazwi

kwana

sufficient

-ringana

Zvinoreva

Kuenzanirana kana kuringana.

1

Kuenzanirana kana kuringana.

Debra aigaro rwadziwa hake achiona BaTakue vachimufuratira apa aigara imba yekuseri kwana Takue mozivawo zvekuroja.

VaChoto pastor vakuchurch kwana Mai Mhofu ndovakauya kwave kutakura vana asi Tadiwa ainge ofizuka asisa svinure kana kutaura.

Ndakapinda kuclass ndokubva hedu tadzidza zvakanaka lunch time ichibva yakwana.

2

Kana chinhu chakakwana chinenge chine uwandu hunodikanwa kana kutarisirwa. Mukuwasha, chitoburukai zvenyu kana musina mari yakakwana, tirege kuzonetsana tasvika.

3

Kana vanhu vanga vachigoverwa zvinhu vachinzi vakwana vose vanenge vawana.

4

Kana vanhu vanga vachitarisirwa panzvimbo vakanzi vakwana vanenge vasvika.

5

Kana hembe ichikwana inenge ichienzanirana nemunhu anenge akaipfeka. Hembe iyi ndakaipihwa namainini nokuti ivo vasimba zvokuti havachaikwani.

6

Kukwana nechinhu kuchinzwa zvakanyanya. Tanga takwana nenyota patazopuwa doro.

7

Kana munhu achinzi haana kukwana, njere dzake

Zvakafanana

-ringana

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwande kwande

Kuti kwande kwande nechinhu kuchinamatira zvekuti tsepete tsepete chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word