KwaunobvaDuramazwiKkwanga

Duramazwi

kwanga

Zvinoreva

Kukwanga kuchema nenzwi riri pamusoro zvakanyanya.

1

Kukwanga kuchema nenzwi riri pamusoro zvakanyanya.

Three months dzese idzo mudumbu maTadiwa makatanga kurira apa nekunyenama kwanga kwakaita miss ava aiona pasina chaibuda.

Kufunga uku kwanga kwakashata zvikuru nekuti mwanasikana aive munhu ainge akakosha zvikuru.

Muchikamu chino kwanga kuchingova kuparura chete.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwangu

Kuti kwangu kupedzisa zvishoma zvange zvasara.

Verenga

Swipe for the next word