KwaunobvaDuramazwiZzhamba

Duramazwi · chiito

zhamba

whine · yell

Zvinoreva

Kuzhamba kuchema uchidaidzira zvakanyanya.

1

Kuzhamba kuchema uchidaidzira zvakanyanya.

Akatanga kuzhamba madoctors vakatoshaya kuti chii iye aingoti arikuvaviwa.

Maitakue vakatanga kuchizhamba zvino.

Kana munhu achichema anenge achiburitsa misodzi kana kuzhamba kuratidza kuti ashushikana.

2

Kana munhu aktaura achizhamba anenge ataura achideedzera zvehasha.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhambatata

Kana munhu achizhambatata anenge achichema nezwi riri pamusoro.

Verenga

Swipe for the next word