KwaunobvaDuramazwiZZezuru

Duramazwi · zita

Zezuru

Zvinoreva

Zezuru ibazi remutauro weChiShona.

1

Zezuru ibazi remutauro weChiShona.

Vanhu vekumaZezuru vanogona kuti mwanasikana asi vekuManyika vanenge vachimudaidza kuti mukunda.

Izvi zvakaita kuti VaShona vazvione sevanhu vemarudzi akasiyana anoti, VaKaranga, VaZezuru, VaNdau, VaKorekore zvichingodaro.

ChiZezuru nderimwe bazi romutauo wechiShona.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhaka

Kurova kana kutema nesimba.

Verenga

Swipe for the next word