KwaunobvaDuramazwiZzeze

Zvinoreva

Zeze kambuyu kakaita katsvuku kanowanzoruma huku.

Mucherenje.

1

Muzeze muti une tumashizha tudikidiki neganda rakachenuruka, rinoshandiswa kurapa mudumbu nemaziso nemwoyo unoshandiswawo pakuveza.

2

Zvakafanana

chekecha

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zezesa

Kana munhu achinzi anozezesa anenge achityiwa chaizvo pamusana pezvinhu zvaanogona pasina anomukunda. Kudzidza nomunhu anonyanya kugona kunozezesa nokuti mudzidzisi anozofunga kuti vamwe vose muri madofo.

Verenga

Swipe for the next word