KwaunobvaDuramazwiCchekecha

Duramazwi · zita

chekecha

Zvinoreva

Chekecha kambuyu kadiki kanonanaira, kunyanya pahuku.

Kana munhu akachekecha mumwe neshamhu anenge amurova chaizvo. Mukuru wechikoro akavachekecha nemizvambarara yeshamhu paakavabata vachinwa doro.

Kana munhu achinzi achekecha anenge arovedzera kuita katsika kakaipa pasina zvaanoitwa.

1

Chekecha chirwere chinowanzobata matomatisi, chekuti anenge achiita kunge anakanairwa.

2

3

4

Kuchehura.

Zvakafanana

zeze

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chekeche

Kuti chekeche kurira kunoita tusimbi kana tuchiroviana.

Verenga

Swipe for the next word