KwaunobvaDuramazwiTteketera

Duramazwi · zita

teketera

-tetemberanhata

Zvinoreva

Kana muchero uchiteketera unenge uchifovera mukati kana uchiubata.

Teketera kabundo kanowanzowanikwa mumapani kanoita maruva eshora uye mashizha ako anodyiwa semuriwo.

Kuteketera kupira midzimu zvinenge zviri mumusha.

Teketera kambuyu kadiki kanogara pahuku, kachii-nwa ropa.

1

2

3

4

Kureketera kukumbirisa uchizvininipisa nokudemba-demba.

5

Teketera kambuyu kadiki kanogara pahuku, kachii-nwa ropa.

Kuteketera kupira midzimu zvinenge zviri mumusha.

Teketera kabundo kanowanzowanikwa mumapani kanoita maruva eshora uye mashizha ako anodyiwa semuriwo.

Teketera kambuyu kadiki kanogara pahuku, kachii-nwa ropa.

Zvakafanana

-tetembera · nhata

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teketesa

Kuteketesa kutaura uchibuda pachena pane zvaunoziva kana kufunga.

Verenga

Swipe for the next word