KwaunobvaDuramazwiTteketedza

Duramazwi

teketedza

Zvinoreva

Kuteketedza kupfanya-pfanya muchero uchida kuona kana waibva.

Kuteketedza kudzurira chibage mumunda kuti chisare chakanyatsoparadzana.

1

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teketera

Kana muchero uchiteketera unenge uchifovera mukati kana uchiubata.

Verenga

Swipe for the next word