Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvakatekeshera zvinenge zvakawanda zvichizadza nzvimbo yakakura.
1
Kana zvinhu zvakatekeshera zvinenge zvakawanda zvichizadza nzvimbo yakakura.
Munyika yedu yeZimbabwe mune madhorobha akawanda chose akatekeshera nenyika yose.
Muwanano umu ndimo zvakare munoitwa michato yadai kutekeshera nenyika.
Nhasi mugwagwa wakatekeshera nemotokari.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tekeshu
Kuti tekeshu kurova zvinorwadza, zvichikuvadza zvikuru.
VerengaSwipe for the next word