KwaunobvaDuramazwiFfararika

Duramazwi

fararika

Zvinoreva

Kufararika kwezvinhu kutekeshera kwazvo, kana kuwandisisa zvichingowanikwa kwese kwese.

1

Sapurazi uyu ane mazana nemazana emombe dzinoswera dzakangofararika mumapani umo.

Kufararika kwezvinhu kutekeshera kwazvo, kana kuwandisisa zvichingowanikwa kwese kwese.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fararira

Farandanda zvinhu zvakawanda zvinenge zvakapararira panzvimbo yakakura.

Verenga

Swipe for the next word