Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvakati farara zvinenge zvakawanda zvakapararira nzvimbo huru.
1
Kana zvinhu zvakati farara zvinenge zvakawanda zvakapararira nzvimbo huru.
Kana zvinhu zvakati farara zvinenge zvakawanda zvakapararira nzvimbo huru.
Kuti fafarara kupararira kwezvinhu zvakawanda panzvimbo. Mashohori anga akati fafarara mubani.
Kuti fafarara kuvhura mapapiro kunoita shiri kana yoda kumhara.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fararara
Kuti fararara kufamba kunonzikwa ruzha kunoitwa nen'ombe muuswa kana dzichifura.
VerengaSwipe for the next word