Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akafaranuka anenge achinzwa kusununguka kana kuti kudekara.
Kana imba ichinzi yakafaranuka inenge iri hombe, iine mukana mukuru wokuiitira zvakawanda.

Dhainin'i rino rakafaranuka zvokuti masofa anonyatsokwana.
Kana zvinhu zvichidakadza zvinenge zvichiita kuti unzwe kusununguka kana kufaranuka.
Kana munhu akasungunuka anenge akanyatsogarika, akafaranuka, pasina kana chinomunetsa.
Kana imba ichinzi yakafaranuka inenge iri hombe, iine mukana mukuru wokuiitira zvakawanda.
Dhainin'i rino rakafaranuka zvokuti masofa anonyatsokwana.
Kana zvinhu zvichidakadza zvinenge zvichiita kuti unzwe kusununguka kana kufaranuka.
Zvakasiyana
-suruvara
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03farara
Kana zvinhu zvakati farara zvinenge zvakawanda zvakapararira nzvimbo huru.
VerengaSwipe for the next word