Duramazwi
taramuka
recede
Duramazwi
recede
Kutaramuka kubva pauri uchidzokera kumashure.
Kutaramuka kubva pauri uchidzokera kumashure.
Ndaidai ndakakuudza kuti misodzi yedenga yainge yakataramuka mwaka uno.
Sabhabha inzvimbo yomuguta ine dzimba dzakakura, dzakataramuka, dzinodhura.
Kana imba yakataramuka inenge iine mukana muhombe mukati mayo vanhu vachikwanisa kugara vakasununguka.
Kana imba yakataramuka inenge iine mukana muhombe mukati mayo vanhu vachikwanisa kugara vakasununguka.
-suduruka
Duramazwi
01 / 03tarangana
Kana zvinhu zvakatarangana zvinenge zvakaparadzana. Misha yemudunhu rino yakatarangana nekuti muchine vanhu vashoma.
VerengaSwipe for the next word