KwaunobvaDuramazwiTtarama

Duramazwi

tarama

Zvinoreva

kucheka uswa, kurima nokuitiswa mawe mabasa.

Kana mvura yatarama inenge yarega kunaya, asi yanga yamboita kunge ichanaya.

1

Kushaya hakunenerwi munhu denga ratarama.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word