Duramazwi · zita
tara
tar · underline
Duramazwi · zita
tar · underline
Kutara kunyora mutsetse mubhuku kana pasi.
Tara inamo nhema inobviswa pamarasha inowanzoshandiswa kugadzira migwagwa nokunama matenga anobvinza.
Kutara kushanyira vanhu kwenguva pfupi uchibva wabva.

Kutara-tara kunyora zvinhu zvakangodzonyongodzwa, zvisinganyatsoverengeki.

Tara mugwagwa wakagadzirwa nenamo inobva pamarasha yakasanganiswa netumatombo zvichibva zvatsindirwa.
Kutara kupa nguva inofanira kana isingafaniri kuitwa nayo zvimwe zvinhu. Nguva yatakatara yokudya inofanira kuchengetwa.
Tara inamo nhema inobviswa pamarasha inowanzoshandiswa kugadzira migwagwa nokunama matenga anobvinza.
Kutara-tara kunyora zvinhu zvakangodzonyongodzwa, zvisinganyatsoverengeki.
Tara inamo nhema inobviswa pamarasha inowanzoshandiswa kugadzira migwagwa nokunama matenga anobvinza.
Tara mugwagwa wakagadzirwa nenamo inobva pamarasha yakasanganiswa netumatombo zvichibva zvatsindirwa.
Tara mugwagwa wakagadzirwa nenamo inobva pamarasha yakasanganiswa netumatombo zvichibva zvatsindirwa.
Kutara kushanyira vanhu kwenguva pfupi uchibva wabva.
Kutara-tara kunyora zvinhu zvakangodzonyongodzwa, zvisinganyatsoverengeki.
Tara mugwagwa wakagadzirwa nenamo inobva pamarasha yakasanganiswa netumatombo zvichibva zvatsindirwa.
Kutema rukarwa kutara mutaro kuratidza muganhu wepanofanira kucherwa guva.
-tema
Duramazwi
01 / 03tarakita
tractor
VerengaSwipe for the next word