Duramazwi · zita
tapureta
typewriter
Duramazwi · zita
typewriter
Tapureta mudziyo unonyora mavara munhu achibayabaya neminwe. Mahofisi mazhinji mazuva ano angozara nematapureta.

Ndakanzwa tapureta yava kuchema muhofisi make, ndikabva ndaziva kuti mwana womuchena akanga atanga basa rake.
Tapureta mudziyo unonyora mavara munhu achibayabaya neminwe. Mahofisi mazhinji mazuva ano angozara nematapureta.
Kutaipa kunyora zvinhu nomuchina wetapureta.
Duramazwi
01 / 03tapurira
Kana munhu akatapurira mumwe chirwere, anenge amupomera chirwere chake.
VerengaSwipe for the next word