KwaunobvaDuramazwiTtapura

Duramazwi

tapura

Zvinoreva

Kunyora pasi zvainzi nemumwe (type).

1

Kunyora pasi zvainzi nemumwe (type).

Kutatapura kutangana nezvinhu zvanga zvisinei newe, zichizopedzisira zvakunetsa.

Kana mhuka kana shiri ichitapura inenge ichibva manhenga masharu kuti igomera matsva.

Kana chimwe chinhu chichitapura chinenge chiri kubva rukanda rwacho chichiratidza kusakara.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tapurana

Kutapurana kukonana kwavanhu zvinogona kuita bongozozo.

Verenga

Swipe for the next word