Duramazwi
Zvinoreva
Kutaipa kunyora zvinhu nomuchina wetapureta.
1
Kutaipa kunyora zvinhu nomuchina wetapureta.
Kunyangwe zvazvo tekinoroji yakauya nerumwe ruzivo rwakanaka, hazvirevi kuti dzidziso yataipa manyana edu pasichigare haichina basa.
Kiibhodhi kamudziyo kepakombiyuta kane tumabhatani tunobayiwa kana munhu achitaipa zvinhu.
Sikirini igirazi riri kumberi kwekombiyuta, panova ndipo panoshandirwa kana vanhu vachitaipa zvinhu.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03taira
Taira chigadzirwa chidiki chakati pafafa chinoshandiswa kufukidza uriri, madziro kana denga remba.
VerengaSwipe for the next word